Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Vagaratiya 6:3-4

Vagaratiya 6:3-4 SNA2002

Nokuti kana munhu achiti, ndiri chinhu, asati ari chinhu, anozvinyengera iye. Zvino munhu mumwe nomumwe ngaaedze basa rake amene, ipapo angazvirumbidza pamusoro pake iye amene oga, asingazviiti pamusoro pomumwe.