Tarirai, ini Pauro, ndinoti kwamuri, kana muchidzingiswa, Kristu haangakubatsiriyi chinhu. Ndinopupurira mumwe nomumwe anodzingiswa, kuti iye ane ngava rokuti achengete murayiro wose. Makaparadzaniswa naKristu, iyemi munoda kururamiswa nomurayiro; mabudiswa panyasha. Nokuti isu noMweya tinomirira nokutenda tariro yokururamiswa. Nokuti muna Kristu Jesu kudzingiswa kana kusadzingiswa hazvibatsiri chinhu; asi kutenda kunobata norudo.
Verenga chikamu Vagaratiya 5
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Vagaratiya 5:2-6
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo