Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Vagaratiya 2:16

Vagaratiya 2:16 SNA2002

zvatinoziva kuti munhu haaruramiswi namabasa omurayiro, asi nokutenda kuna Kristu Jesu, nesuo takatenda kuna Kristu Jesu, kuti tiruramiswe nokutenda kuna Kristu, tirege kururamiswa namabasa omurayiro; nokuti hakuna munhu acharuramiswa namabasa omurayiro.