Zvino vamwe vakuru vaIsiraeri vakauya kwandiri, vakagara pasi pamberi pangu. Shoko raJehovha rakasvika kwandiri, richiti, “Mwanakomana womunhu, vanhu ava vakapinza zvifananidzo zvavo mumwoyo yavo, nokuisa chigumbuso chezvakaipa zvavo pamberi pavo; zvino ndingatongotenda kubvunzwa navo here?
Verenga chikamu Ezekieri 14
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ezekieri 14:1-3
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo