Zvino Jehovha akataura naMosesi akati, “Enda, buruka, nokuti vanhu vako, vawakabudisa munyika yeIjipiti, vazvitadzira. Vakurumidza kutsauka panzira yandakavaraira, vakazviitira mhuru yakaumbwa, vakainamata, vakaibayira zvibayiro, vachiti, ‘Ndivo vamwari venyu, imi vaIsiraeri, vakakubudisai munyika yeIjipiti.’ ” Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Ndatarira vanhu ava, ndaona kuti vanhu vane mitsipa mikukutu
Verenga chikamu Ekisodho 32
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ekisodho 32:7-9
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo