Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Dhuteronomi 17:18-19

Dhuteronomi 17:18-19 SNA2002

Zvino kana iye ogara pachigaro chake choushe, anofanira kunyora murayiro uyu mubhuku yake, achitora mashoko ari kuvapristi vaRevhi; inofanira kugara naye, kuti aravemo mazuva ose oupenyu hwake; kuti adzidze kutya Jehovha Mwari wake, nokuchengeta mashoko ose omurayiro uyu nezvakatemwa izvi, kuti azviite