Dhuteronomi 17:18-19
Dhuteronomi 17:18-19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kana achinge agara pachigaro chake choushe, anofanira kuzvinyorera bhuku romurayiro uyu, achitora kubva mumirayiro yavaprista vanova vaRevhi. Anofanira kugara naro uye anofanira kuriverenga mazuva ose oupenyu hwake kuitira kuti adzidze kutya Jehovha Mwari wake uye agochenjerera kutevera mashoko ose omurayiro uyu nemitemo iyi.

Dhuteronomi 17:18-19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino kana iye ogara pachigaro chake choushe, anofanira kunyora murayiro uyu mubhuku yake, achitora mashoko ari kuvapristi vaRevhi; inofanira kugara naye, kuti aravemo mazuva ose oupenyu hwake; kuti adzidze kutya Jehovha Mwari wake, nokuchengeta mashoko ose omurayiro uyu nezvakatemwa izvi, kuti azviite
Dhuteronomi 17:18-19 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Paanenge agadzwa umambo munyika yake, ngaazvinyorere bhuku romutemo kubva mubhuku rawo rinochengetwa navapristi vechiRevhi, agare naro, ariverenge mazuva ose oupenyu hwake. Ndizvo zvinozoita kuti adzidze kutya Tenzi Mwari wake, achengete zvinorehwa nomutemo uyu nemirao iyi azviite.
Dhuteronomi 17:18-19 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀino kana iye ogara pacigaro cake coʋushe, unofanira kunyora murairo uyu mubuku yake, acitora mashoko ari kuʋaprista ʋaRevi; inofanira kugara naye, kuti araʋe’mo mazuʋa ose oʋupenyu bgake; kuti adzidze kutya Jehova Mŋari wake, nokuceŋgeta mashoko ose omurairo uyu neɀakatemŋa iɀi, kuti aɀiite
Dhuteronomi 17:18-19 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)