mutinyengeterere nesuo kamwe, kuti Mwari atizarurire musuo weshoko, titaure chakavanzika chaKristu, chandakasungirwa icho; kuti ndichiratidze, sezvandinofanira kutaura. Fambai nokuchenjera kuna vari kunze, muchingwarira nguva yenyu. Kutaura kwenyu ngakuve nenyasha nguva dzose, kwakarungwa nomunyu, kuti muzive kupindura mumwe nomumwe sezvamunofanira kuita.
Verenga chikamu VaKorose 4
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: VaKorose 4:3-6
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo