Zvino nenguva yamadekwana, Dhavhidhi akamuka panhoo dzake, akafamba pamusoro pedenga reimba yamambo; akaona, aripo padenga, mukadzi wakanga achishamba; zvino mukadzi uyo wakanga akanaka kwazvo pakuonekwa kwake. Dhavhidhi akatuma munhu kundobvunza kuti mukadzi uyo ndianiko? Mumwe akati, “Ko haazi iye Bhatishebha mukunda waEriami, mukadzi waUriya muHiti here?” Dhavhidhi akatuma nhume kundomutora, akasvika kwaari, akavata naye (nokuti wakanga anatswa pakusanaka kwake;) iye akadzokera kumba kwake.
Verenga chikamu 2 Samueri 11
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: 2 Samueri 11:2-4
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo