mwoyo wako zvawakanga uri munyoro, ukazvininipisa pamberi paJehovha, nguva yawakanzwa zvandakataura pamusoro penzvimbo iyi, napamusoro pavageremo, kuti vachaitwa dongo nechinhu chakatukwa, wakabvarura nguo dzako, wakachema pamberi pangu;’ zvino zvanzi naJehovha, ‘Ini ndakunzwawo.’
Verenga chikamu 2 Madzimambo 22
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: 2 Madzimambo 22:19
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo