Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Samueri 9:25-27

1 Samueri 9:25-27 SNA2002

Zvino vakati vaburuka padunhu rakakwirira, vakapinda muguta, akataurirana naSauro padenga reimba. Vakamuka mangwanani, mambakwedza, Samueri akadana Sauro padenga reimba, akati, “Muka, ndikuendise.” Ipapo Sauro akamuka, vakabuda iye naSamueri vari vaviri. Zvino vakati voburuka pamugumo weguta, Samueri akati kuna Sauro, “Raira muranda atungamire mberi kwedu (iye akatungamira hake); asi iwe chimbomira hako, ndikuzivise shoko raMwari.”

Verenga chikamu 1 Samueri 9