Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Johani 4:16-19

1 Johani 4:16-19 SNA2002

Nesu takaziva, tikatenda rudo urwu Mwari rwaanarwo kwatiri. Mwari rudo; anogara murudo, anogara muna Mwari, naMwari maari. Rudo rwakakwaniswa matiri pachinhu ichi, kuti tirege kutya nezuva rokutongwa; nokuti sezvaakaita iye, ndizvo zvatakaitawo panyika ino. Hakuna kutya murudo; asi rudo, rwakakwana, runodzinga kutya, nokuti kutya kunorohwa; munhu, anotya, haana kukwaniswa parudo. Isu tinoda, nokuti iye akatanga kutida.

Verenga chikamu 1 Johani 4

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe ne1 Johani 4:16-19