Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Johani 2:27-29

1 Johani 2:27-29 SNA2002

Kana murimi, kuzodzwa kwamakagamuchira kwaari kunogara mamuri, hamufaniri kuti mudzidziswe nomunhu; asi kuzodza kwake, sezvakunokudzidzisai pamusoro pezvinhu zvose, kuri kwechokwadi, chisati chiri nhema, sezvakwakakudzidzisai, garai maari. Zvino, vana vaduku, garai maari, kuti, kana achizooneswa, tive nokusatya, tirege kunyadziswawo pamberi pake pakuuya kwake. Kana muchiziva kuti iye akarurama, zivaiwo kuti mumwe nomumwe anoita zvakarurama akaberekwa naye.

Verenga chikamu 1 Johani 2

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe ne1 Johani 2:27-29