Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 VaKorinde 4:15-17

1 VaKorinde 4:15-17 SNA2002

Nokuti kunyange maiva navadzidzisi vane zviuru zvine gumi muna Kristu, hamuna madzibaba mazhinji; nokuti muna Jesu Kristu ini ndakakuberekai neVhangeri. Naizvozvo ndinokumbira zvikuru kwamuri, kuti muve vateveri vangu. Nemhaka iyi ndakatuma Timoti kwamuri, mwana wangu anodikanwa, akatendeka muna Ishe; iye achakuyeudzai mitoo yangu iri muna Kristu Jesu, sezvandinodzidzisa kwose pakereke dzose.