Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 VaKorinde 15:42-43

1 VaKorinde 15:42-43 SNA2002

Ndizvo zvakaitawo kumuka kwavakafa. Muviri unodyarwa pakuora; unomutswa pakusaora; unodyarwa pakuzvidzwa, unomutswa pakubwinya; unodyarwa pautera, unomutswa pasimba.