Mambo Dhavhidhi akati kuna Orinani, “Kwete, asi zvirokwazvo ndicharitenga nomutengo wakafanira; nokuti handingatori chinhu chako ndikapa Jehovha, kana kuuya nechipiriso chinopiswa chisina mutengo.”
Verenga chikamu 1 Makoronike 21
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: 1 Makoronike 21:24
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo