Muɗiwa waŋgu wakacena nokutȿuka, Unozikanwa pakati pezana ramazana. Musoro wake wakaita sendarama yakaiȿo‐naka; Vudzi rake rakapetana, iɗema seguŋguʋu.
Verenga chikamu Rwiyo Rukuru 5
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Rwiyo Rukuru 5:10-11
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo