Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 72:12-14

Mapisarema 72:12-14 SUB1949

Nokuti ucarwira mushaiwi kana aciɗanidzira; Nomurombo usinomuɓatsiri. Ucanzwira nyasha murombo nomushaiwi, Ucaponesa mŋeya yaʋashaiwi. Ucadzikinura mŋeya yaʋo pakutambudzika napakumanikidzwa; Ropa raʋo ricaʋa cinhu cinokosha pamberi pake