Imi munoʋereŋga madzuŋgairire aŋgu; Isai misodzi yaŋgu mumudziyo wenyu; Haizi murugwaro rwenyu here? Ipapo ʋaʋeŋgi ʋaŋgu ʋacadzokera shure nomusi wandinoɗana; Ndinoziʋa cinhu ici, kuti Mŋari uri kurutiʋi rwaŋgu.
Verenga chikamu Mapisarema 56
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 56:8-9
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo