Asi kuponeswa kwaʋakarurama kunobva kunaJehova; Ndiye nhare yaʋo paŋguʋa yokutambudzika. Jehova unoʋaɓatsira, nokuʋarwira; Unoʋarwira kunaʋakaipa, nokuʋaponesa, Nokuti ʋakandoʋanda maari.
Verenga chikamu Mapisarema 37
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 37:39-40
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo