Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 33:16-17

Mapisarema 33:16-17 SUB1949

Hapanamambo unoponeswa nokuwanda kwehondo; Mhare hairwirwi nesimba guru. Biza hariɓatsiri pakukunda; Harigoni kurwira nesimba raro guru.