Jehova ndiye mufudzi waŋgu; Hapana‐candiŋgashaiwa. Unondiʋatisa pasi pamafuro manyoro; Unondisesedza pamvura inozorodza. Unoponesa mŋeya waŋgu; Unondifambisa panzira dzokururama nokuɗa kwezita rake. Ɀirokwaɀo, kunyaŋge ndikafamba mumupata womumvuri worufu, Handiŋgatoŋgotyi ɀakaipa; nokuti imi mune’ni; Tȿimbo yenyu nomuɗonɀo wenyu ɀinondinyaradza. Munondigadzirira tafura pamberi paʋadziʋisi ʋaŋgu; Makazodza musoro waŋgu namafuta; mukombe waŋgu unopfacuka.
Verenga chikamu Mapisarema 23
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 23:1-5
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo