Mapisarema 134
134
Ʋaranda ʋaJehova ŋgaʋamurumbidze.
Rwiyo rworwendo.
1Tarirai, rumbidzai Jehova, imi ʋaranda ʋose ʋaJehova,
Imi munomira ʋusiku mumba maJehova.
2Simudzirai maʋoko enyu kunɀimbo tȿene,
Murumbidze Jehova.
3Jehova ŋgaakuropafadze ari paZioni;
Iye wakasika kuɗeŋga napasi.
Zvasarudzwa nguva ino
Mapisarema 134: SUB1949
Sarudza vhesi
Pakurirana nevamwe
Sarudza zvinyorwa izvi
Unoda kuti zviratidziro zvako zvichengetedzwe pamidziyo yako yose? Nyoresa kana kuti pinda
© British and Foreign Bible Society 1949, 2018