Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 12:2-3

Mapisarema 12:2-3 SUB1949

Ʋanotaura mumŋe nomumŋe ɀisinamaturo nowokwake; Ʋanotaura nomuromo unoɓata kumeso, ʋuye nemŋoyo miʋiri. Jehova ucagura miromo yose inoɓata kumeso, Norurimi runotaura ɀinhu ɀikuru