Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 119:1-3

Mapisarema 119:1-3 SUB1949

Ʋakaropafadzwa aʋo ʋanenzira yakarurama, Ʋanofamba mumurau waJehova. Ʋakaropafadzwa ʋanoceŋgeta ɀipupuriro ɀake, Ʋanomutȿaka nomŋoyo wose. Ɀirokwaɀo, haʋaiti cinhu cisina‐kururama, Ʋanofamba munzira dzake.