Kururama kwowakakwana kucaruramisa nzira yake; Asi wakaipa ucawiswa neɀakaipa ɀake. Kururama kwaʋakarurama kucaʋarwira; Asi ʋanonyeŋgedzera ʋacaɓatwa neɀakashata ɀaʋo.
Verenga chikamu Ɀireʋo 11
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ɀireʋo 11:5-6
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo