Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Marko 11:24-26

Marko 11:24-26 SUB1949

Saka ndinoti kwamuri: Ɀinhu ɀose ɀose ɀamunonyeŋgeterera nokukumbira, tendai kuti maɀigamucira, mugoʋa naɀo. Kana mukamira mucinyeŋgetera, kaŋganwirai kana munemhaka nomumŋe, kuti naƂaɓa ʋenyu ʋari kuɗeŋga, ʋakukaŋganwirei kuɗarika kwenyu; [ asi kana musiŋgakaŋganwiriyi imi, naƂaɓa ʋenyu ʋari kuɗeŋga haʋaŋgakukaŋganwiriyi imi kuɗarika kwenyu.]

Verenga chikamu Marko 11