Mako 11:24-26
Mako 11:24-26 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Saka ndinoti kwamuri, zvinhu zvose zvose zvamunokumbira nokunyengetera, tendai kuti mazvigamuchira, mugova nazvo. Kana mukamira muchinyengetera, regererai kana mune mhaka nomumwe, kuti naBaba venyu vari kudenga, vazokuregereiwo imi kudarika kwenyu; [ asi kana musingakanganwiriyi imi, nababa venyu vari kudenga havangakukanganwiriyi imi kudarika kwenyu.]”
Mako 11:24-26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Naizvozvo ndinoti kwamuri, zvose zvamunokumbira mukunyengetera, tendai kuti mazvigamuchira, uye zvichava zvenyu. Uye paunomira uchinyengetera, kana mumwe munhu akakutadzira, muregerere, kuitira kuti Baba vako vari kudenga vagokuregerera zvivi zvako. Asi kana usingaregereri, Baba vako vari kudenga havazoregereri zvivi zvako.”
Mako 11:24-26 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Saka ndinoti kwamuri: Ɀinhu ɀose ɀose ɀamunonyeŋgeterera nokukumbira, tendai kuti maɀigamucira, mugoʋa naɀo. Kana mukamira mucinyeŋgetera, kaŋganwirai kana munemhaka nomumŋe, kuti naƂaɓa ʋenyu ʋari kuɗeŋga, ʋakukaŋganwirei kuɗarika kwenyu; [ asi kana musiŋgakaŋganwiriyi imi, naƂaɓa ʋenyu ʋari kuɗeŋga haʋaŋgakukaŋganwiriyi imi kuɗarika kwenyu.]