Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Revitiko 2:13

Revitiko 2:13 SUB1949

Ɀipiriso ɀako ɀose ɀoʋupfu unofanira kuɀiruŋga nomunyu; usarega kuisa munyu wesuŋgano yaMŋari wako pacipiriso cako coʋupfu, asi uise munyu paɀipiriso ɀako ɀose.

Verenga chikamu Revitiko 2