Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mupiro 2:13

Mupiro 2:13 SCLB

Mipiro yako yose yembesanwa ngairungwe nomunyu. Munyu wechitenderano chako naMwari wako ngaurege kushaikwa mumupiro wako wembesanwa. Mupiro wako wose unofanira kuti uve nemunyu.

Verenga chikamu Mupiro 2