Ɀose ɀiri mumvura ɀisineɀimbi namakwande ɀinofanira kuʋa ɀinonyaŋgadza kwamuri. Iɀi pakati peshiri ɀinofanira kuʋa ɀinonyaŋgadza kwamuri, ŋgaɀirege kudyiwa, ŋgaɀiʋe ɀinonyaŋgadza: Gora guru, negondo guru, nenyamudzura; noruʋaŋgu, nenjerere, namarudzi adzo; namarudzi ose amakuŋguʋu; nemhou, nezizi, neshiri yeguŋgwa, namarudzi ose oruʋaŋgu; nezizi ɗuku, nekanyurura‐hoʋe, nezizi guru; nejicidza, nekondo, negora
Verenga chikamu Revitiko 11
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Revitiko 11:12-18
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo