Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johane 15:13-15

Johane 15:13-15 SUB1949

Hakunomunhu unoruɗo rukuru kunourwu, kuti munhu arashire hama dzake ʋupenyu bgake. Im muri hama dzaŋgu, kana muciita ɀandinokurairai ini. Handicakuidziyi ʋaranda; nokuti muranda haaziʋi ɀinoitwa nashe wake; asi ndinokuidzai hama; nokuti ɀose ɀandakanzwa kunaƂaɓa ʋaŋgu, ndakakuziʋisai iɀo.

Verenga chikamu Johane 15

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neJohane 15:13-15