Imba, iwe ŋgomŋa, iwe usino‐kuɓereka; imba kwaɀo, uimbise, iwe usino‐kumbosurumuka; nokuti ɀanzi naJehova: Ʋana ʋouri‐oga ʋazhinji kukunda ʋana ʋomukadzi wakawanikwa. Kurisa nɀimbo yetente rako, ŋgaʋatatanure miceka yoʋugaro bgako; usarega, asi ureɓese maɓote ako, usimbise mbambo dzako. Nokuti ucapararira kuruʋoko rworudyi nokuruɓoshwe; marudzi aʋanhu acaʋa aʋana ʋako, ʋacagarisa maguta aiʋa matoŋgo naʋanhu. Usatya hako, nokuti hauŋganyadziswi; usakaŋganiswa, nokuti hauŋgaʋi nenyadzi; nokuti ucakaŋganwa kunyara kwoʋumhandara bgako, hauŋgazoraŋgariri kuɀidzwa kwoʋucirikadzi bgako.
Verenga chikamu Isaya 54
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Isaya 54:1-4
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo