Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Isaya 53:1-2

Isaya 53:1-2 SUB1949

Ndianiko wakatenda ɀatakaparidzirwa? Ruʋoko rwaJehova rwakaratidzwa kunani? Nokuti wakamera pamberi pake seɓukira nyoro, somudzi unoɓuɗa pavu rakawoma; haanecimiro kana ʋumambo; kana ticimuʋona, hakunokunaka kuti timuɗe.

Verenga chikamu Isaya 53