Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Isaya 53:1-2

Isaya 53:1-2 BDSC

Ndianiko akatenda zvatakaparidza, uye ruoko rwaJehovha rwakaratidzwa kuna aniko? Akamera pamberi pake sebukira nyoro, uye somudzi pavhu rakaoma. Akanga asina runako kana chimiro choumambo kuti atikwezve kwaari, hapana chatingada pakuratidzika kwake.