Ko mukadzi uŋgakaŋganwa mŋana wake waanomŋisa, akasaʋa netsitsi nomŋanakomana weciɀaro cake here? Ɀirokwaɀo aʋa ʋaŋgakaŋganwa, asi ini handiŋgakukaŋganwi. Tarira, ndakakunyora paɀanza ɀaŋgu; maȿiŋgo ako ari pamberi paŋgu ŋguʋa dzose. Ʋana ʋako ʋanokurumidza; ʋaparadzi ʋako naʋanokuita ɗoŋgo ʋacaɓuɗa mauri. Riŋgira kwose‐kwose nameso ako, uʋone; aʋa ʋose ʋanoʋuŋgana pamŋe cete, ʋaciʋuya kwauri. Noʋupenyu bgaŋgu, ndiɀo ɀinotaura Jehova, ɀirokwaɀo ucaɀifukidza naʋo ʋose secishoŋgo, ucaɀisuŋga ciʋuno naʋo somŋeŋga.
Verenga chikamu Isaya 49
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Isaya 49:15-18
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo