Nhai, iwe, unoparidzira Zioni mashoko akanaka, kwira pagomo refu; nhai, iwe, unoparidzira Jerusarema mashoko akanaka, ɗanidzira nesimba, ɗanidzira, usatya; uti kumaguta aJuda: Tarirai, Mŋari wenyu! Tarirai, Ishe Jehova ucaʋuya somunhu unesimba, ruʋoko rwake rucamuɓatira ʋushe; tarirai, muɓairo wake unawo, ɀaanoripira ɀiri pamberi pake.
Verenga chikamu Isaya 40
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Isaya 40:9-10
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo