Ɀino Abrahama naSara ʋakaŋga ʋakwegura, ʋaʋa namakore mazhinji; nomutoʋo waʋakadzi wakaŋga watoguma kunaSara. Sara akaseka mumŋoyo make, akati: Ini ndiŋgaɀifarira here ɀandacembera, naiye tenzi waŋgu akwegura ʋo? Jehova akati kunaAbrahama: Sara wasekereiko, aciti: Ko ini mucembere ndicaɓereka mŋana ɀirokwaɀo here? Kunecinhu ciŋgakunda Jehova here? Ŋguʋa ino, gore rapfuʋura, ndicadzokera kwauri; Sara ucaʋa nomŋanakomana. Asi Sara wakaramba, aciti: Handina‐kuseka; nokuti wakaŋga acitya. Iye akati: Kwete, waseka hako.
Verenga chikamu Genesi 18
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Genesi 18:11-15
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo