Asi mukuru wezana wakaterera mufambisi wecikepe, nomŋene waco, kupfuʋura ɀakarebga naPauro, nokuti zororo ɀarakaŋga risina‐kunaka kuti ʋagare’po cando, ʋamŋe ʋazhinji ʋakati ɀirinani kuti ʋabve’po, kuti ɀimŋe ʋaŋgaȿika Fenika ʋagare’po cando; ndiro zororo reKrita, rakaŋga rakatarira mabvazuʋa kumsoro nezasi. Ɀino mhepo yezasi yakati icirira ɀishoma, ʋakati tawana ɀatakaŋga ticiʋiŋga, ʋakabva’po, ʋakafamba pedyo neKrita.
Verenga chikamu Maɓasa Aʋaapostora 27
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Maɓasa Aʋaapostora 27:11-13
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo