Ɀino neŋguʋa yamaɗekwana, Davidi akamuka panhoʋo dzake, akafamba pamsoro peɗeŋga reimba yamambo; akaʋona, ari’po paɗeŋga, mukadzi wakaŋga acishamba; ɀino mukadzi uyo wakaŋga akanaka kwaɀo pakuʋonekwa kwake. Davidi akatuma munhu kundobvunza kuti mukadzi uyo ndianiko? Mumŋe akati: Ko haazi iye Bati‐sheba mukunda waEriami, mukadzi waUria muHiti here? Davidi akatuma nhume kundomutora, akaȿika kwaari, akaʋata naye (nokuti wakaŋga anatswa pakusanaka kwake;) iye akadzokera kumba kwake.
Verenga chikamu II Samueri 11
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: II Samueri 11:2-4
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo