Ɀino kana Evaŋgeri yeɗu yakafukidzwa, yakafukidzwa kunaʋanorashika; kunaʋasiŋgatendi ʋakapofumadzirwa ndaŋgariro namŋari wenyika ino, kuti ʋarege kuvenekerwa neciedza ceEvaŋgeri yokubginya kwaKristu, uri mufananidzo waMŋari. Nokuti hatiɀiparidzi isu, asi Kristu Jesu kuti ndiye Ishe; nesu kuti tiri ʋaranda ʋenyu nokuɗa kwaJesu
Verenga chikamu 2 ƲaKorinte 4
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: 2 ƲaKorinte 4:3-5
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo