Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

I ƲaTesaronika 2:3-4

I ƲaTesaronika 2:3-4 SUB1949

Nokuti kuraira kweɗu hakuna‐kubva pakurashika, kana pakufuŋga kwakaipa, kana pakunyeŋgera; asi seɀatakatendiwa naMŋari, kuti tipiwe Evaŋgeri, ndiɀo ɀatinotaura; tisiŋgaiti kuti tifadze ʋanhu, asi Mŋari unoidza mŋoyo yeɗu.