Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

I Madzimambo 3:6

I Madzimambo 3:6 SUB1949

Soromoni akati: Makaitira muranda wenyu Davidi, ɓaɓa ʋaŋgu, ʋunyoro bgukuru, ɀaakafamba pamberi penyu neɀokwaɗi, nokururama, nomŋoyo wakanaka kwamuri; mukamuceŋgetera ʋo ʋunyoro ubgu bgukuru, ɀamakamupa mŋanakomana kugara pacigaro cake coʋushe, seɀaɀakaita nhasi.