Soromoni akati, “Makaitira baba wangu Dhavhidhi muranda wenyu mwoyochena mukuru kwazvo pamusana pokuti vaiva munhu akatendeka kwamuri akarurama ari pachokwadi mwoyo wake uri kwamuri. Mwoyochena wenyu mukuru kwazvo makaramba uinaye mukamupawo mwanakomana wokugara pachigaro choumambo nhasi uno.
Verenga chikamu 1 Madzimambo 3
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: 1 Madzimambo 3:6
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo