Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

I Johane 3:18-24

I Johane 3:18-24 SUB1949

Ʋana ʋaɗuku, ŋgatirege kuɗa neshoko kana norurimi, asi neɓasa neɀokwaɗi. Ndoɀaticaziʋa naɀo kuti tiri ʋeɀokwaɗi, tigosimbisa mŋoyo yeɗu pamberi pake; nokuti kana mŋoyo yeɗu icitipa mhaka, Mŋari mukuru kumŋoyo yeɗu, unoziʋa ɀose. Ʋaɗikanwa, kana mŋoyo usiŋgatipi mhaka, tinako kusatya pamberi paMŋari; ʋuye ɀose ɀatinokumbira tinopiwa naye, nokuti tinoceŋgeta mirairo yake, ticiita ɀinomufadza. Ndiwo murairo wake, kuti titende kuzita roMŋanakomana wake, Jesu Kristu, ʋuye tiɗane, seɀaakatiraira. Unoceŋgeta mirairo yake, unogara maari, naiye maari. Ndiɀo ɀatinoziʋa naɀo kuti unogara matiri, noMŋeya waakatipa.

Verenga chikamu I Johane 3