I Makoronike 3
3
Ʋana ʋaDavidi.
1Aʋa ndiʋo ʋanakomana ʋaDavidi, ʋakamuɓerekerwa paHebroni: Weɗaŋgwe Amnoni, mŋana waAhinoami muJezreeri; wecipiri Danieri waAbigairi muKarmeri; 2wecitatu Absaromi mŋanakomana waMaaka, mukunda waTarmai mambo weGeshuri; wecinna Adonia mŋanakomana waHagiti; 3weshanu Shefatia waAbitari; wetanhatu Itreami kunaEgra mukadzi wake. 4Wakaɓerekerwa ʋatanhatu paHebroni; akaɓata ʋushe’po makore manomŋe nemŋedzi mitanhatu; akaɓata ʋushe paJerusarema makore makumi matatu namatatu. 5Aʋa ndiʋo ʋaakaɓerekerwa paJerusarema: Shimea, naShobabi, naNatani, naSoromoni, iʋo ʋanna, ʋaBati‐shua mukunda waAmieri; 6naIbhari, naErishama, naErifereti; 7naNoga, naNefegi, naJafia; 8naErishama, naEriada, naErifereti, iʋo ʋapfumbamŋe. 9Ndiʋo ʋose ʋaiʋa ʋana ʋaDavidi, ʋanakomana ʋaʋaroŋgo ʋasiŋgaʋereŋgwi; ʋuye Tamari wakaŋga ari hanɀadzi yaʋo. 10Mŋanakomana waSoromoni wakaŋga ari Rehoboami, mŋanakomana wake ɀe Abia, mŋanakomana wake Asa, mŋanakomana wake Jehoshafati; 11mŋanakomana wake Jorami, mŋanakomana wake Ahazia, mŋanakomana wake Joashi; 12mŋanakomana wake Amazia, mŋanakomana wake Azaria, mŋanakomana wake Jotami; 13mŋanakomana wake Ahazi, mŋanakomana wake Hezekia, mŋanakomana wake Manase; 14mŋanakomana wake Amoni, mŋanakomana wake Josia. 15Ʋanakomana ʋaJosia: Weɗaŋgwe Johanani, wecipiri Jehoyakimi, wecitatu Zedekia, wecinna Sharumi. 16Ʋanakomana ʋaJehoyakimi: Mŋanakomana wake Jekonia, mŋanakomana wake Zedekia. 17Ʋanakomana ʋaJekonia, wakatapxa: Sheartieri mŋanakomana wake, 18naMarkirami, naPedaya, naShenazari, Jekamia, Hoshama, naNedabia. 19Ʋanakomana ʋaPedaya: Zerubaberi, naShimei; ʋanakomana ʋaZerubaberi: Meshurami, naHanania; ʋuye Sheromiti wakaŋga ari hanɀadzi yaʋo; 20naHashuba, naOheri, naBerekia, naHasadia, naJushabi‐hesedi, iʋo ʋashanu. 21Ʋanakomana ʋaHanania: Peratia, naJeshaya; ʋanakomana ʋaRefaya, ʋanakomana ʋaArnani, ʋanakomana ʋaObadia, ʋanakomana ʋaShekania. 22Ʋanakomana ʋaShekania: Shemaya; naʋanakomana ʋaShemaya: Hatushi, naIgari, naBaria, naNearia, naShafati, iʋo ʋatanhatu. 23Ʋanakomana ʋaNearia: Erioenai, naHizkia, naAzrikami, iʋo ʋatatu. 24Ʋanakomana ʋaErioenai: Hodavia, naEriashibi, naPeraya, naAkubi, naJohanani, naDeraya, naAnani, iʋo ʋanomŋe.
Zvasarudzwa nguva ino
I Makoronike 3: SUB1949
Sarudza vhesi
Pakurirana nevamwe
Sarudza zvinyorwa izvi
![None](/_next/image?url=https%3A%2F%2Fimageproxy.youversionapi.com%2F58%2Fhttps%3A%2F%2Fweb-assets.youversion.com%2Fapp-icons%2Fsn.png&w=128&q=75)
Unoda kuti zviratidziro zvako zvichengetedzwe pamidziyo yako yose? Nyoresa kana kuti pinda
© British and Foreign Bible Society 1949, 2018