1
Mabasa aVapostori 14:15
Shona BIBLE
vachiti, “Varume, munoitireiko izvozvi? Nesu tiri vanhu semiwo; tinokuparidzirai mashoko akanaka, kuti mubve pana izvozvo zvisina maturo, mutendeukire kuna Mwari mupenyu akaita denga napasi; negungwa, nezvose zviri mukati mazvo.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mabasa aVapostori 14:9-10
Iye akanzwa Pauro achitaura; zvino iye akati achimutarisisa, akaona kuti anokutenda kuti angaporeswa, akati nezwi guru, “Mira kwazvo netsoka dzako.” Iye akavazuka, akafamba.
3
Mabasa aVapostori 14:23
Vakavasanangurira vakuru pachechi imwe neimwe, vakanyengetera, vachizvinyima zvokudya, vakavaisa kuna Ishe, wavaitenda.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo