1
Mabasa aVapostori 13:2-3
Shona BIBLE
Vakati vachishumira Ishe, nokuzvinyima zvokudya, Mweya Mutsvene akati, “Nditsaurirei Bhanabhasi naSauro kubata basa randakavadanira.” Ipapo vakazvinyima zvokudya, vakanyengetera, vakaisa maoko pamusoro pavo, ndokuvaendesa.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mabasa aVapostori 13:39
Nouyu, mumwe nomumwe anotenda, anoruramiswa pazvose, zvamakanga musingagoni kururamiswa pazviri nomurairo waMosesi.
3
Mabasa aVapostori 13:47
Nokuti Ishe wakatirayira saizvozvo, achiti, ‘Ndakakuisa kuti uve chiedza chavahedheni, Kuti uve ruponeso kusvikira kumugumo wenyika.’ ”
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo