1
Nziyo 146:5
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
Akakomborerwa zvake munhu anobatsirwa naMwari waJakobho anovimba naTENZI Mwari wake
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Nziyo 146:3
Usavimbe namachinda, kuvimba nomunhu asina chaanobatsira.
3
Nziyo 146:7-8
Anoona kuti vakadzvinyirirwa vaitirwa zvino ruenzaniso anopa chokudya vane nzara TENZI anosunungura vasungwa. TENZI anosvinudza meso amapofu TENZI anosimudzira vanenge varasiswa mwoyo TENZI anoda vakarurama.
4
Nziyo 146:6
akasika denga napasi negungwa nazvose zvirimo anochengeta chitsidzo chake nokusingaperi.
5
Nziyo 146:9
TENZI anotarisa vatorwa anotsigira chirikadzi nenherera asi nzira yavakaipa anoiparadza.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo