1
Nziyo 145:18
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
TENZI ari pedyo navanodanidzira kwaari kuna vose vanodanidzira kwaari muchokwadi.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Nziyo 145:8
TENZI akanaka uye ane tsitsi, haakurumidzi kushatirwa uye azere nemwoyochena.
3
Nziyo 145:9
TENZI akanaka kumunhu wose uye ane tsitsi nechose chaakasika.
4
Nziyo 145:3
TENZI mukuru uye anofanira kurumbidzwa zvikuru; ukuru hwake haugoni kutsvagurudzwa hukawanikwa.
5
Nziyo 145:13
Umambo hwenyu umambo hwokugara nokugara kutonga kwenyu kunogara kwezvizvarwa nezvizvarwa. TENZI anotendeka pane zvose zvaanotaura uye zvaanoita zvose anozviita nemwoyochena.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo